score
float32
1.04
1.25
Shona
stringlengths
9
500
Swahili
stringlengths
6
500
1.223762
Chaizvoizvo kugara muBelgrade, Serbia?
Ni kweli kuishi Belgrade, Serbia?
1.223673
Akanditarisirawo panguva yangu ikoko "
Pia alinitunza kwa wakati wangu huko "
1.22367
Nokuti vusiku bwuno mutumwa waMwari, wandiri wake, nowandinoshumira vo, wakamira neni,
Kwa maana jana usiku malaika wa yule Mungu ambaye mimi ni wake na ambaye mimi ninamwabudu alinitokea,
1.22367
Nokuti vusiku bwuno mutumwa waMwari, wandiri wake, nowandinoshumira vo, wakamira neni,
kwa maana jana usiku malaika wa yule mungu ambaye mimi ni wake na ambaye mimi ninamwabudu alinitokea,
1.223624
Ndine chokwadiwo kuti vanhu vazhinji vachatenga chimwe chinhu kubva kwavari asi kwete mukati maawa makumi maviri nemana.
Nina hakika pia watu wengi watanunua kitu kutoka kwao lakini sio ndani ya masaa 24.
1.223504
14 Vabereki vechiKristu vanofanirawo kuva neushingi.
14 Wazazi Wakristo pia wako na lazima ya kuonyesha uhodari.
1.223478
Usiku ihwohwo baba vakaverenga kabhuku kacho kese.
Jioni hiyo Baba alikisoma kitabu chote.
1.223415
Ndakabva ndati, "Handina munhu wandinoziva ari kuChina."
Nilisema, "Simjui mtu yeyote nchini China."
1.223344
Somuenzaniso, Mukai! yeChirungu yaSeptember 2006 yaiva nemusoro unoti "Is There a Creator?"
Kwa mfano, toleo la Septemba 2006, lilikuwa na kichwa "Je, Kuna Muumba?"
1.223327
Kupfuma kuna Mwari zvinorevei? - Zvinoreva kuisa Mwari pakutanga muupenyu hwedu.
Inamaanisha nini kuwa tajiri kumwelekea Mungu? - Inamaanisha kumweka Mungu kwanza katika maisha yetu.
1.223325
Hi Douglas .. ndine mubvunzo mumwe chete.
Hi Douglas .. nina swali moja.
1.22326
Akabva anzwa mutumwa waMwari achirayira kuti muti wacho utemwe.
Kisha akasikia mjumbe wa Mungu akiamuru kwamba mti huo ukatwe.
1.223231
"Tichava Nerimwe Gungano Riini?"
"Tutakuwa na Kusanyiko Lingine Lini?"
1.223128
Ndaizoda kuitirwei?' - 1 Pet.
Ningehitaji nini?' - 1 Pet.
1.223089
(Genesisi 1:26) Unoziva kuti Mwari aitaura naani here? - Akanga achitaura noMwanakomana wake.
(Mwanzo 1:26) Unajua Mungu alikuwa akiongea na nani? - Alikuwa akiongea na Mwana wake.
1.223022
15 Nei Dhavhidhi aiva nechido chekumirira nemwoyo murefu?
15 Kwa nini Daudi alikuwa tayari kungoja kwa subira?
1.223019
Chimbofunga zvakaitika muna 1973.
Fikiria kilichotukia mnamo 1973.
1.22289
Akagovera nyaya ino neshamwari dzangu!
Alishiriki makala hii na marafiki zangu!
1.22278
Zvaifadza kushanyira hama munyika dzinopfuura 90!
Nimefurahia sana kuwatembelea akina ndugu katika Nchi zaidi ya 90!
1.222721
Takabva tavabvunza kuti: "Ko dzidziso yeUtatu?
Kisha tukauliza: "Vipi kuhusu Utatu?
1.22265
Zvadaro unogona kuzviita pamusoro Apg29!
Basi unaweza kufanya hivyo juu ya Apg29!
1.22261
Magwaro anoti: 'Mwari wedu ari kumatenga; anoita zvinhu zvose zvaanofarira kuita.'
Mwenyezi Mungu Akasema: Ndivyo vivyo hivyo, Mwenyezi Mungu Huumba Apendacho.
1.222587
"Zviri nyore kuti upayone.
"Ni rahisi kwako kufanya upainia.
1.22258
Jeremiya aiva nemanzwiro akafanana needu.
Yeremia alikuwa na hisia kama zetu.
1.222465
Saka ivo vakavaka uye vakabudirira.
Kwa hiyo walijenga na wakafanikiwa.
1.222438
8 Vabereki munonyatsoteerera here vana venyu pavanenge vachitaura?
8 Wazazi, je, mnawasikiliza kwa makini watoto wenu?
1.222282
Uyu ndiwo murayiro mukuru pane yose uye wokutanga." - Mat.
Hii ndiyo amri iliyo kubwa na ya kwanza." - Mt.
1.222258
Regai vasikana bedzi vararame.'
Acheni tu watoto wa kike waishi.'
1.222218
4 SevaKristu, tine nhaka inokosha.
4 Tukiwa Wakristo, tuna urithi wenye thamani.
1.222128
Naizvozvo vanofanira kushandisa nguva yavo nesimba ravo mubasa raMwari vasati vakwegura zvokushaya simba.
Kwa hiyo, wanapaswa kutumia wakati na nguvu zao katika utumishi wa Mungu kabla uzee haujawapokonya nguvu zao.
1.221937
Akanyora kuti: "Haiwa Mwari, makandidzidzisa kubvira ndichiri muduku . . .
Aliandika hivi: "Ee Mungu, umenifundisha tangu ujana wangu . . .
1.221912
Vanhu vakawanda vechiVietnamese vanoshamiswa kuti ndakadzidza mutauro wavo.
Wavietnam wengi wanashangaa kwamba nimejifunza lugha yao.
1.22188
Mangwanani ega ega usati wabuda mumba mako, unofanirwa kutsvaga chiso chaMwari.
Kila asubuhi kabla ya kutoka nje ya nyumba yako, lazima utafute uso wa Mungu.
1.221878
Uye wow, ndinofara here kuti ndakave nemufaro kunzwa Andrea achitaura zvakare!
Na wow, ninafurahi kuwa nilikuwa na furaha kusikia Andrea akiongea tena!
1.221748
Unoziva here kuti vangani? - Bhaibheri rinoti i144 000.
Je, wewe unaijua? - Biblia inasema ni 144,000.
1.221729
Nei vadzidzi vanosarudza chikoro chedu:
Kwa nini wanafunzi huchagua shule yetu:
1.221728
□ Ndapota ndionei nezvokudzidza Bhaibheri pachena ndiri pamusha.
□ Ningependa kujifunza Biblia nyumbani kwangu bila malipo.
1.22153
Ndiwe maziso avo."
Wewe ndiye macho yao."
1.221471
Nifunze kukupenda Kathy praise new 2015
nifunze kukupenda kathy praise new 2015
1.221429
Ndinofunga kuti zvakachengeteka kuita sezvandaiita muFSX?
Nadhani ni salama kufanya kama nilivyofanya katika FSX?
1.22142
Nokuti kunyange Kristu haana kuzvifadza."
Kwa maana hata Kristo hakujipendeza mwenyewe."
1.22138
Kwete chete nokuti akanga makore 108 paakafa muna 2006.
Si tu kwa sababu alikuwa miaka 108 alipo kufa mwaka 2006.
1.221353
MUBVUNZO 3 Ndinofanira Kutaura Nevabereki Vangu Sei?
SWALI LA 3 Ninaweza Kuzungumzaje na Wazazi Wangu?
1.221335
Mumatanho matanhatu chete iwe uchave wagadzirira!
Katika hatua sita tu utakuwa nayo tayari!
1.22118
Zvino tichakuitira zvakaipa iwe kupfuura ivo."
Tutakutenda vibaya kuliko wao."
1.221124
Hapana zvandaiziva nezvaMwari wechokwadi.
Sikujua kitu juu ya Mungu wa kweli.
1.221018
Teerera kune mumwe munhu (asi zviongorore!)
Msikilize huyo mtu mwingine (lakini jiangalie!)
1.221007
Hapana zvandaiziva nezvaMwari wechokwadi.
Sikujua lolote kuhusu Mungu wa kweli.
1.220909
Asi unoziva here kuti ndiani angafara? - Hungu, Satani Dhiyabhorosi angafara.
Lakini unajua ni nani atafurahi? - Ndiyo, ni Shetani Ibilisi.
1.220907
SGS yaive chikomborero chaicho kumukadzi wangu neni,...
SGS ilikuwa baraka ya kweli kwa mke wangu na mimi,...
1.220815
Pave paya akazoshumira sapiyona wenguva dzose."
Baadaye alitumikia akiwa painia wa kawaida."
1.22078
Ndofunga tsamba yenyu ndakaiverenga kanopfuura ka20 nezuro.
Nafikiri niliisoma barua yako zaidi ya mara 20 jana.
1.220763
hatizivi chinhu pamusoro pehupenyu nerufu
hatujui chochote kuhusu maisha na kifo
1.22067
Kune vamwe vanhu 7 000 vachiri kundinamata.
Bado kuna watu wengine elfu saba ambao wananiabudu.
1.220651
Tichasarudza kushamwaridzana nevanhu vanoda Mwari here?
Je, tutajiunga na watu wanaomupenda Mungu?
1.220515
9:30 Zvino meso avo akasvinudzwa.
9:30 Macho yao yakafunguliwa.
1.220413
Zvisikwa zvaMwari: Chii Chakaitika Zuva Nezuva?
Uumbaji wa Mungu: Ni Nini Kilitokea Kila Siku?
1.220265
"Kudai ndaiva nenguva!"
"Ikiwa tu ningekuwa na wakati zaidi!"
1.220163
Zvimwe Inoki ainetseka kuti aizoonazve mhuri yake here.
Pengine Enoko alijiuliza ikiwa angeona tena familia yake.
1.220151
Uyu ndiwo murayiro mukuru pane yose uye wokutanga." - Mat.
Hii ndiyo amri iliyo kuu na ya kwanza." - Mt.
1.219757
Ndokumbira upindure ongororo pfupi inotevera.").
Tafadhali jibu utafiti mfupi ufuatao.").
1.219653
"Ini naSandra tava kufara chaizvo kupfuura zvataiita!"
Mimi na Sandra tuna furaha zaidi kuliko awali!"
1.21965
Nokuti anoziva zvakanakira vanhu vake.
Kwa sababu anajua jambo linalowafaa watu wake.
1.219634
Uye ruchava rukuru, rugare rwavana vako.
nayo amani ya watoto wako itakuwa kuu.
1.219599
Chii chakazoitika kungirozi idzi dzakaipa?
Ni nini kilichowapata malaika hao waovu?
1.219582
38:15, 16) * Pane chatinofanira kutya here?
38:15, 16) * Tunapaswa kuogopa?
1.219557
Ini ndaisave munhu anobheja, asi vabereki vake vaive.
Sikuwa mtu wa kucheza kamari, lakini wazazi wake walikuwa.
1.219541
Vaida kubatsirwa panguva iyoyo, kwete pava paya.
Walihitaji msaada sasa, wala si baadaye.
1.219518
Iyi ndiyo mhinduro yandakawana kubva kuna Kyle,
Hapa ndio jibu nililopata kutoka kwa Kyle,
1.219487
Zvadaro ndakagamuchira My First Million USD
Kisha nilipata Milioni yangu ya kwanza ya dola
1.219483
Ipapo iwe unogona kuve wakakodzera kuregererwa kubva pamusoro.
Basi unaweza kustahili msamaha kutoka hapo juu.
1.219469
Vakadaidza Roti ndokuti:
Walimwita Loti na kusema:
1.21933
Nokudaro akavamanikidzira kutoshanda zvakaoma.
Basi akawalazimisha wafanye kazi ngumu hata zaidi.
1.219289
Ngatishandure zvatinotarisira, Disney!
Hebu tuondoe matarajio yetu, Disney!
1.219264
Vanhu vakaziva kuti Mwari akanga ataura, asi vakatya zvikuru.
Watu walijua kwamba Mungu amezungumza, lakini waliogopa sana.
1.219246
Ingoedza zvimwe zvinhu zvitsva, sesu isu.
Jaribu tu vitu vipya, kama sisi.
1.219228
Handina kukushandirai nokuda kwaRakeri here?
Sikukutumikia kwa Raheli?
1.219168
Ivo vaigona kungoona kufa kwemwana.
Wangeweza tu kujua kifo cha mtoto.
1.219091
Mosesi akaitei paakanga ava nemakore 40?
Musa alifanya nini alipokuwa na umri wa miaka 40?
1.219069
Ityai Mwari, kwete vanhu (4-7)
Mwogope Mungu, si wanadamu (4-7)
1.218953
Nesuwo tinoda mambo.'
Sisi pia tunataka mfalme.'
1.218929
Hanzvadzi dzake idzi dzakava vateveri vake here? - Bhaibheri haritauri, saka hatizivi.
Je, dada zake walikuwa wafuasi wake? - Biblia haisemi, kwa hiyo hatujui.
1.218862
"Baba venyu vanoziva kuti zvinhu zvipi zvamunoda." - MAT.
'Baba yenu anajua ni vitu gani munavyohitaji.' - MT.
1.218789
Vashe vashe woye (Tora wuta) Hwako toda kuenda (Dzinoruma) Nyuchi (Dzinoruma) Vashe vashe woye ...
Na aje Mola wako Mlezi kama anavyo stahiki kuja kwake Subhanahu
1.218738
15 Panyaya iyi, chimbofunga zvakaitika kumunhu wokutanga Adhamu.
15 Kuhusiana na jambo hilo, hebu mfikirie mwanadamu wa kwanza, Adamu.
1.218705
Tsamba yaJohani ingatibatsira sei kuita izvozvo?
Barua ya Yohana inaweza kutusaidiaje kufanya hivyo?
1.218548
Ndichamudzivirira nokuti ava kuziva zita rangu." - PIS.
Nitamlinda kwa sababu amelijua jina langu." - ZAB.
1.218528
By Evolution or by Creation? rakabudiswa neZvapupu.
By Evolution or by Creation? kilichochapishwa na Mashahidi.
1.218474
Mwari anozondidzosera kupfuura zvandakapa.
Lakini Mwenyeezi Mungu amenitajirisha kuliko kwa walivyo kuwa wakinipa.
1.21844
Tsanangura kuti nei Mosesi aifanira kunge aiomerwa nokuita basa rake.
Eleza kwa nini huenda ilikuwa vigumu kwa Musa kutimiza mgawo wake.
1.218356
"Rimwe zuva pane imwe nguva, izvi zvakakwana.
"Siku moja wakati, hii ni ya kutosha.
1.218315
14 Naizvozvo vaBhenjamini vakadzoka panguva iyoyo.
14 Basi Benyamini akarudi wakati huo.
1.21819
Naizvozvo vakaenda kuguta kwakanga kuno munhu waMwari.
Basi wakaenda katika mji ambao mtu wa Mungu alikuwamo.
1.218022
Tinofanira kuitei iye zvino? - Vhesi 34.
Tunapaswa kufanya nini sasa? - Mstari wa 34.
1.217947
Dhiyabhorosi akamutsa imwe nyaya zvakare.
Ibilisi pia alizusha suala lingine.
1.217839
Iyi ndiyo mhinduro yandakawana kubva kuna Andrew.
Hili ndio jibu nililopata kutoka kwa Andrew.
1.21779
Uye tende revakaipa harizovipo."
Na hema la waovu halitakuwapo."
1.217739
Usakanganwa nezvaGeorge, tinoda... Ah?
Usisahau kuhusu George, tunahitaji... Ah?
1.217719
Vasikana vanobva kumativi ese epasi vakatomirira iwe!
Wasichana kutoka kote ulimwenguni tayari wanakusubiri!
1.217717
Uchange uri wechipiri pakutonga muIjipiti!'
Utakuwa mtu wa pili kwa mamlaka nchini Misri!'