score
float32 1.04
1.25
⌀ | Shona
stringlengths 9
500
⌀ | Swahili
stringlengths 6
500
|
---|---|---|
1.231753 |
San Antonio Nhasi ndinouya kwauri nekuti ndinoda rubatsiro rwako ...
|
San Antonio Leo nakuja kwako kwa sababu ninahitaji msaada wako ...
|
1.231691 |
Kwete, kwakaziviswa muZvisimbiso zvinomwe; ndizvo zvaimiririrwa nekutinhira.
|
(kuwa ina) Aya saba, na akaihisabu Bismillahi kuwa ni Aya miongoni mwa hizo Aya
|
1.231666 |
Mibvunzo: Chii chaiitwa naDhanieri katatu zuva rega rega?
|
Maswali: Danieli alifanya nini mara tatu kwa siku?
|
1.231524 |
Mumwe wacho ava kushumira nesu sapiyona."
|
Mmoja wao hutumika pamoja nasi akiwa painia."
|
1.2315 |
Mariana anoti: "Chinangwa changu chaiva chokugarako mwedzi mitatu.
|
Mariana anasema: "Nia yangu ilikuwa kukaa huko kwa miezi mitatu.
|
1.23143 |
Papera gore, ndakatamira kuGhana kuti ndinoshumira ikoko sapiyona."
|
Mwaka mmoja baadaye, nilihamia nchini Ghana ili nitumikie nikiwa painia."
|
1.231284 |
Ndinokutendai zvikuru." - A., Argentina.
|
Asanteni sana." - A., Argentina.
|
1.231282 |
Markus paakazodzoka achibva kuUnited States, ndainge ndava kuitisa zvidzidzo zveBhaibheri 17!
|
Mark-us aliporudi kutoka Marekani, nilikuwa nikiongoza mafunzo 17 ya Biblia!
|
1.230992 |
Tapota tivakirei Imba yeUmambo yakanaka!"
|
Tafadhali tujengeeni Jumba la Ufalme maridadi!"
|
1.230933 |
Asi yeuka kuti paiva "pakati pousiku chaipo."
|
Hata hivyo, kumbuka kwamba ilikuwa "katikati ya usiku."
|
1.230822 |
Handina kuvona Jesu Kristu, Ishe wedu here?
|
Je, mimi sikumwona Yesu, Bwana wetu?
|
1.23082 |
Nokuti mumwe waava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake, pamwe chete nesu."
|
Kwa kuwa mmoja wao inabidi awe shahidi pamoja nasi wa ufufuo wake."
|
1.230678 |
Vainge vaparidza pasinei nokupikiswa kwavaiitwa kunyange nemadhimoni!
|
Walihubiri licha ya upinzani, hata kutoka kwa roho waovu!
|
1.230609 |
"Zvisarudzirei nhasi wamuchashumira." - JOSH.
|
"Jichagulieni leo yule mtakayemtumikia." - YOS.
|
1.230599 |
Pazuva iroro achapukuta misodzi yose pamaziso edu.
|
Siku hiyo atakuwa atafuta kila chozi katika macho yetu.
|
1.23046 |
Abheri ari kutaura newe mazuva ano.
|
Abeli anazungumza nawe leo.
|
1.230358 |
Ndiine mudzimai wangu muna 2011
|
Nikiwa na mke wangu mwaka wa 2011
|
1.230341 |
Noa aiva muparidzi wokururama asi vanhu vakawanda havana kumuteerera.
|
Hakika bila ya shaka katika hayo ipo Ishara; lakini wengi wao si katika wenye
|
1.230171 |
Varume vatatu vari kukutsvaka.
|
Wanaume watatu wanakutafuta.
|
1.229911 |
Saka Mwari akataura nomurume aiva mupfumi uyu.
|
Basi Mungu akazungumza na tajiri huyo.
|
1.229775 |
Taigarawo tichiita basa rekuparidza."
|
Pia, tulishiriki kwa ukawaida katika huduma ya shambani."
|
1.229751 |
"Tichaenda nemi, nokuti takanzwa kuti Mwari anemi." - ZEK.
|
"Tutakwenda pamoja nanyi, kwa maana tumesikia ya kuwa Mungu yupo pamoja nanyi." - ZEK.
|
1.229714 |
Kana zvakadaro, ungadzidza sei zvakawanda nezveUmambo ihwohwo?
|
Ikiwa ndivyo, unawezaje kujifunza mengi kuhusu Ufalme huo?
|
1.229693 |
Asi zvino chakaiswa pachena+ kuvatsvene vake,
|
Lakini sasa imefunuliwa+ kwa watakatifu wake,
|
1.229642 |
Mwanakomana wangu Andres anongova vaviri. "
|
Mwana wangu Andres ni wawili tu. "
|
1.229615 |
Somuenzaniso, wakamborasika here? - Wakatya here? - Vana vazhinji vangatya.
|
Kwa mfano, umewahi kupotea? - Je, uliogopa? - Watoto wengi huogopa.
|
1.229529 |
Iwe ungadai wakaita inodarika $ 15.
|
Ungekuwa umepata zaidi ya $ 15.
|
1.229384 |
Achinyemwerera, anoti: "Ndiri kuitisa zvidzidzo zveBhaibheri zvitanhatu.
|
Anasema hivi kwa shangwe: "Ninaongoza mafunzo sita ya Biblia.
|
1.229351 |
Saka, pane basa here kwandiri muJorodhani?
|
Kwa hiyo, kuna kazi yoyote kwangu katika Jordan?
|
1.229319 |
Pane chimwe chinhu pamusoro pekufonera Mwari mangwanani.
|
Kuna kitu juu ya kumwita Mungu asubuhi.
|
1.229233 |
Natani akapindura kuti: "Itai zvose zviri mumwoyo menyu, nokuti Mwari wechokwadi anemi."
|
Nathani akamjibu hivi: "Kila jambo lililo moyoni mwako lifanye, kwa kuwa Mungu wa kweli yupo pamoja nawe."
|
1.22923 |
Hapana Mumwe Ane Hanya NeBlog Rako!
|
Hakuna anayejali kuhusu Blogi yako!
|
1.229 |
Miriam anoti: "Takanzi tishumire semapiyona chaiwo.
|
Miriam anasema hivi: "Tuliombwa kuwa mapainia wa pekee.
|
1.228987 |
Vaiva vasikana ikoko / vakomana?
|
Walikuwa wasichana huko / guys?
|
1.228958 |
Ndokusaka maona nokunzwa manenji aya.'
|
Ndiyo sababu mmeona na kusikia miujiza hii.'
|
1.228952 |
Uye ivo vachave vangu kusvikira pakanganikwa
|
Nao watakuwa wangu mpaka usahaulike
|
1.228923 |
Zvimwe wakapiwa magazini ino nemumwe wavo.
|
Huenda umepewa gazeti hili na mmoja wao.
|
1.228839 |
Dhanieri aizoraramazve here?
|
Danieli angeishi tena?
|
1.228837 |
Ndinobva ndaziva kuti ndashanda nesimba zuva iroro." - Nick.
|
Ninajua kuwa nilitumika kabisa siku hiyo." - Nick.
|
1.228738 |
12 Zvakaitika kuna Dhemasi zvinogona kuitikawo kwatiri.
|
12 Jambo kama hilo linaweza kutupata sisi pia.
|
1.228459 |
Hungu, uye vakaramba vachiita kudaro kunyange pashure pokubva kwaJesu panyika.
|
Ndiyo, nao waliendelea kufanya hivyo hata baada ya Yesu kuondoka duniani.
|
1.228411 |
Ichokwadi free spirit, Iwe unoda kuziva zvakawanda?
|
Halisi free spirit, Unataka kujua zaidi?
|
1.22836 |
Baba vaGwen havana kutaura naye kwemakore matanhatu.
|
Baba ya Gwen hakuzungumza naye kwa miaka sita.
|
1.228346 |
Ndichagara ndichikuda, Emerson! "
|
Mimi siku zote nitakupenda, Emerson! "
|
1.228316 |
Asi zvaanopindurwa naDhavhidhi zvinoshamisa!
|
Jibu la Daudi linashangaza!
|
1.228294 |
ZVOSE izvi zvakaitika kuna Mosesi uye nezvimwewo.
|
MUSA alitimiza mambo hayo yote na mengine mengi.
|
1.228203 |
6 Zvinhu zvichange zvakamira sei kuvanhu vaMwari panguva iyoyo?
|
6 Itakuwaje kwa watu wa Mungu wakati huo?
|
1.227986 |
SaBaba vane rudo, akadzivirira uye akatarisira vanhu vakavimbika vakadai saNoa, Abrahamu uye Dhavhidhi.
|
Akiwa Baba mwenye upendo, aliwalinda na kuwatunza raia wake washikamanifu kama vile Noa, Abrahamu, na Daudi.
|
1.227934 |
Ungatevedzera sei muenzaniso waJosefa kana vamwe vakakubata zvisina kunaka?
|
Unaweza kuigaje mfano wa Yosefu wengine wanapokutendea isivyo haki?
|
1.227925 |
Asi ini ndaitadza kuirega pasinei nokuedza kashanu kana kuti katanhatu."
|
Hata hivyo, nilishindwa kuacha licha ya kujaribu mara tano au sita."
|
1.227871 |
Chii Twitter vanogona kukudzidzisa About Love?
|
Nini Twitter wanaweza kufundisha wewe Kuhusu Upendo?
|
1.227718 |
Unoda kukura #herbs nani gore rino?
|
Unataka kukua #herbs bora mwaka huu?
|
1.227569 |
Ndichamudzivirira nokuti ava kuziva zita rangu."
|
Nitamlinda kwa sababu amelijua jina langu."
|
1.227454 |
Aiva neropafadzo yokushumira patemberi vhiki mbiri pagore.
|
Alikuwa na pendeleo la kutumika majuma mawili kila mwaka kwenye hekalu.
|
1.227329 |
Tinobva taedza kuita nguva yakawanda nehama nehanzvadzi."
|
Kisha tunajaribu kutumia muda mwingi zaidi na akina ndugu na dada."
|
1.227077 |
13 Kuwana rubatsiro panguva yakakodzera.
|
13 Kupata msaada kwa wakati unaofaa.
|
1.227069 |
Ndingadzokera kwauri gare gare nhasi?
|
Ninaweza kurudi kwako baadaye leo?
|
1.226929 |
NdiMwari akatendeka, asina kusaruramisira; Iye akarurama uye akatendeseka." - Dheuteronomio 32:4.
|
Mungu wa uaminifu, ambaye hana ukosefu wowote wa haki; Yeye ni muadilifu na munyoofu.' - Kumbukumbu la Torati 32:4.
|
1.226929 |
NdiMwari akatendeka, asina kusaruramisira; Iye akarurama uye akatendeseka." - Dheuteronomio 32:4.
|
Mungu wa uaminifu, ambaye hana ukosefu wowote wa haki; yeye ni muadilifu na munyoofu.' - Kumbukumbu la Torati 32:4.
|
1.226771 |
Maererano neBhaibheri, nei tichirwara?
|
Kulingana na Biblia, kwa nini tunakuwa wagonjwa?
|
1.226694 |
17 Zvaitaurwa naMariya.
|
17 Mambo yenye Maria alisema.
|
1.226661 |
Ramilo anoti: "Ini nemudzimai wangu tine zvidzidzo zveBhaibheri zvinokwana 11!
|
Ramilo anasema hivi: "Mimi na mke wangu tunaongoza kwa ujumla mafunzo 11 ya Biblia!
|
1.226586 |
Michelle: Ndafara kukuziva, Sophia.
|
Michelle: Nafurahi kukutana nawe, Sophia.
|
1.226461 |
Isu takasiya zvinhu zvose uye tave tichikuteverai." - Mako 10:28.
|
Sisi tuliacha vitu vyote na tumekuwa tukikufuata wewe." - Marko 10:28.
|
1.22643 |
Chero chauri kutsvaga, mu Southern California uchaiwana:
|
Chochote unachotafuta, ndani Kusini mwa California utaipata:
|
1.226363 |
"Nei Ndichitya Kutaura Zvandinotenda Kuchikoro?" - chitsauko 17
|
"Kwa Nini Ninaogopa Kuhubiri Shuleni?" - sura ya 17
|
1.226319 |
3.Pfuma nezvakawanda zviri mumba make, kururama kwake kunogara narini.
|
Vitu vyenye thamani na utajiri vimo nyumbani mwake, nao uadilifu wake unasimama milele."
|
1.226269 |
NdiMwari akatendeka, asina kusaruramisira; Iye akarurama uye akatendeseka." - Dheuteronomio 32:4.
|
Mungu wa uaminifu, ambaye hana ukosefu wowote wa haki; yeye ni mwadilifu na mnyoofu." - Kumbukumbu la Torati 32:4.
|
1.226023 |
"Adhamu wokupedzisira" achaita sei kuti abatsire vakafa?
|
"Adamu wa mwisho" atawasaidiaje wafu?
|
1.22575 |
Unogona here kubatsira imwe hama kana kuti hanzvadzi yakura, muushumiri?
|
Je, unaweza kumsaidia ndugu au dada fulani aliyezeeka katika huduma?
|
1.225735 |
Asi pakazopera mwedzi iyoyo, ndakanga ndava kuitisa zvidzidzo zveBhaibheri 15!
|
Lakini mwishoni mwa kipindi hicho, nilikuwa nikiongoza mafunzo 15 ya Biblia!
|
1.225694 |
Panguva iyoyo, imwe hanzvadzi ndiyo yaingova Chapupu chete munzvimbo yacho.
|
Wakati huo, dada mmoja tu ndiye aliyekuwa Shahidi katika eneo hilo.
|
1.225662 |
Zvakaziviswa naMwari Nezveramangwana
|
Mambo Mungu Amefunua Juu ya Wakati Unaokuja
|
1.225647 |
Vaitokumbira magazini edu."
|
Walituomba hata magazeti."
|
1.225338 |
Uye tichafara kuti takaita zvisarudzo zvakarurama mumazuva ano okupedzisira!
|
Na tutakuwa na furaha iliyoje kwa kuwa tulifanya maamuzi yanayofaa katika siku hizi za mwisho!
|
1.225308 |
Uye kupfuura zvose, ndina Baba vangu vekudenga vandinotaura navo mazuva ose.
|
Na zaidi ya yote, nina Baba wa mbinguni ambaye ninazungumza naye kila siku.
|
1.2251 |
Zvikonzero Zvishanu Zvinoita Kuti Titye Mwari Kwete Vanhu
|
Sababu Tano za Kumwogopa Mungu na Si Mwanadamu
|
1.224917 |
Kwemakore makumi mana makavagovera zvokudya . . .
|
Kwa miaka 40 ukawapa chakula . . .
|
1.224855 |
5 Vakawanda vanongonyengetera kuna Mwari kana vapinda mumatambudziko.
|
5 Watu wengi husali kwa Mungu wanapokabili tu hali ngumu.
|
1.224665 |
15:15) Asi chii chakaitika paakasungwa?
|
15:15) Lakini ni nini kilichotokea alipokamatwa?
|
1.2246 |
Haazombotisiyi sezvakaitwa nemurume wangu."
|
Yeye hawezi kutuacha kamwe kama mume wangu alivyofanya."
|
1.224526 |
Hatigoni kuenda mukati mupfungwa Albert Einstein uye
|
Hatuwezi kwenda ndani ya akili ya Albert Einstein na
|
1.224516 |
14 "Vanhu vanogona kugadzirisa vega matambudziko avo."
|
14 "Wanadamu wanaweza kumaliza magumu yao."
|
1.224462 |
Saka zvamuri kutoita muushumiri zvinokosha!"
|
Kwa hiyo, tayari unatimiza jambo muhimu katika huduma!"
|
1.224428 |
Zvakare... vhidhiyo yacho yakatemwa pakupedzisira?
|
Pia... video ilikatwa mwishoni?
|
1.224408 |
Kunamata ikoko ndiwo mararamiro avo.
|
Ibada hiyo ni njia yao ya maisha.
|
1.224259 |
Tichasarudza kushamwaridzana nevanhu vanoda Mwari here?
|
Je, tutashirikiana na watu wanaompenda Mungu?
|
1.224138 |
Hapana mubvunzo kuti Pauro akafarawo.
|
Kwa kweli, huo ulikuwa wakati wa furaha kwa Paulo pia.
|
1.224118 |
Mwari akazviita sei izvozvo? - Kuti tinzwisise, funga izvi.
|
Mungu alifanya hivyo namna gani? - Ili kuelewa, fikiria jambo hili.
|
1.224079 |
Vari kuti: 'Jehovha haaziri kutiona.
|
Wanasema: 'Yehova hatuoni.
|
1.224036 |
Saka Mwari anoona zvandinoita, kunyange kana vavakidzani vangu vasingazvioni.
|
Kwa hiyo, Mungu huona matendo yangu hata ingawa majirani hawayaoni.
|
1.223988 |
Ungati, 'Zvinhu zvakadai hazvifaniri kuitika musangano raMwari!'
|
Huenda ukasema hivi: 'Jambo hili halipaswi kutokea katika tengenezo la Mungu!'
|
1.223957 |
vachaona zuva rangu; vakariona uye vakafara."
|
aione siku yangu; naye aliiona, akafurahi."
|
1.223951 |
Semuenzaniso, munoedza kuvimbika pazvinhu zvese here?
|
Kwa mufano, unajikaza kuwa muaminifu katika mambo yote?
|
1.223938 |
Chokwadi iropafadzo kwavari uye kwatiri!
|
Hilo ni pendeleo kubwa kama nini kwao na kwetu!
|
1.223924 |
Saka bhuku rino rinozivikanwa, kwete bhuku risina kuwanikwa.
|
Kitabu wala si ya Kitabu.
|
1.223858 |
Unogona kutsigira Apg29 munzira nhatu.
|
Unaweza kusaidia Apg29 kwa njia tatu.
|
1.223801 |
Mashoko iwayo ari pana Joshua 1:9 akasarudzwa kuti ave rugwaro rwegore rwa2013.
|
Maneno hayo ya Yoshua 1:9 yamechaguliwa kuwa andiko la mwaka wa 2013.
|
1.22378 |
Book Weekend yako kure nechitima nesu, nhasi!
|
Kitabu Weekend yako mbali na treni na sisi, leo!
|
1.223768 |
Takadzidzisa nezvako, kunyangwe iwe uri murume!
|
Tulifundisha juu yako, hata ikiwa wewe ni mwanaume!
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.